Genesisi 50:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye Josefa akaita kuti vanakomana vaIsraeri vapike mhiko uye akati, “Zvirokwazvo Mwari achakubatsirai, uye ipapo munofanira kutakura mapfupa angu kubva munzvimbo ino.”

Genesisi 50

Genesisi 50:19-26