Genesisi 50:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye akaona vana vaEfuremu vorudzi rwechitatu. Uyewo vana vaMakiri mwanakomana waManase vakaberekerwa pamabvi aJosefa.

Genesisi 50

Genesisi 50:17-25