Genesisi 49:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uri mwana weshumba, iwe Judha; unodzoka kubva kune zvaunouraya, mwana wangu. Seshumba anonyangira uye anovata pasi, seshumbakadzi, ndiani anotsunga kumumutsa?

Genesisi 49

Genesisi 49:1-10