Genesisi 49:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tsvimbo youshe haingabvi kuna Judha, uye mudonzvo womutongi pakati pamakumbo ake, kusvikira asvika kumuridzi wawo, uye kuteerera kwendudzi ndokwake.

Genesisi 49

Genesisi 49:7-14