Genesisi 49:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Judha, hama dzako dzichakurumbidza; ruoko rwako ruchava pamitsipa yavavengi vako; vanakomana vababa vako vachakotama kwauri.

Genesisi 49

Genesisi 49:2-12