Genesisi 47:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Josefa akapa baba vake namadzikoma ake navose veimba yababa vake zvokudya, zvakaenzana nouwandu hwavana vavo.

Genesisi 47

Genesisi 47:10-14