Genesisi 47:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Josefa akagarisa baba vake namadzikoma ake munyika yeIjipiti uye akavapa nzvimbo mudunhu rakaisvonaka renyika, dunhu reRamasesi, sokurayira kwaFaro.

Genesisi 47

Genesisi 47:5-17