Genesisi 47:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange zvakadaro, kwakanga kusina zvokudya munyika yose nokuti nzara yakanga iri huru, nyika yeIjipiti nenyika yeKenani dzakaziya nokuda kwenzara.

Genesisi 47

Genesisi 47:12-23