Genesisi 42:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Josefa akanga ari mubati wenyika; ndiye aitengesa zviyo kuvanhu vayo vose. Saka madzikoma aJosefa akati asvika, vakakotamira pasi kwaari nezviso zvavo.

Genesisi 42

Genesisi 42:1-7