Genesisi 42:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Josefa achingoona madzikoma ake, akavaziva, asi akaita seasingavazivi uye akataura navo nehasha. Akati, “Munobvepi imi?” Ivo vakati, “Tinobva kunyika yeKenani, tauya kuzotenga zvokudya.”

Genesisi 42

Genesisi 42:3-16