Genesisi 42:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka vanakomana vaIsraeri vakanga vari pakati pavaya vakaenda kundotenga zviyo, nokuti nzara yakanga iri munyika yeKenaniwo.

Genesisi 42

Genesisi 42:1-6