Genesisi 42:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Jakobho haana kuendesa Bhenjamini, munun'una waJosefa, pamwe chete navamwe, nokuti akanga achitya kuti zvakaipa zvaizomuwira.

Genesisi 42

Genesisi 42:1-14