Genesisi 38:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino paakanga achibudiswa, akatumira shoko kuna vatezvara vake akati, “Ndine mimba yomuridzi wezvinhu izvi.” Uye akatizve, “Onai kana mungaziva mwene wemhete yechisimbiso iyi norutambo rwayo, netsvimbo iyi.”

Genesisi 38

Genesisi 38:16-30