Genesisi 38:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Shure kwemwedzi inenge mitatu, Judha akaudzwa kuti, “Muroora wako Tamari ane mhosva youfeve, uye nokuda kwaizvozvo ava nemimba.” Judha akati, “Mubudisei apiswe afe!”

Genesisi 38

Genesisi 38:14-29