Genesisi 38:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Judha akati, “Regai achengete zvaanazvo, kuti arege kuzova chiseko. Zvakadaro ndanga ndamutumira mbudzana iyi, asi hauna kugona kumuwana.”

Genesisi 38

Genesisi 38:16-28