Genesisi 38:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka iye akadzokerazve kuna Judha akandoti, “Handina kumuwana. Pamusoro paizvozvo, vanhu vanogara ikoko vakati, ‘Hakuna kumbova nechifeve kuno.’ ”

Genesisi 38

Genesisi 38:18-29