Genesisi 38:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akabvunza varume vaigara ikoko akati, “Chiripiko chifeve chaigara parutuvi rwenzira yeEnaimi?” Ivo vakati, “Hapana kumbova nechifeve pano.”

Genesisi 38

Genesisi 38:14-22