Genesisi 38:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvichakadaro, Judha akatuma shamwari yake muAdhuramu nembudzana iya kuitira kuti chitsidzo chake chidzoswe kwaari kubva kumukadzi uya, asi haana kumuwana.

Genesisi 38

Genesisi 38:18-28