Genesisi 38:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Judha akazviziva uye akati, “Iye akarurama kupfuura ini, sezvo ndanga ndisingadi kumupa kumwanakomana wangu Shera.” Uye haana kuzovata naye zvakare.

Genesisi 38

Genesisi 38:24-27