Genesisi 35:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye paakanga achitambudzika zvikuru pakupona mwana, mbuya vaimuchengeta vakati kwaari, “Usatya, nokuti uno mumwe mwanakomana.”

Genesisi 35

Genesisi 35:8-23