Genesisi 35:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Paakabudisa mweya wake, nokuti akanga ofa, akatumidza mwanakomana wake zita rokuti BheniOni. Asi baba vake vakamutumidza zita rokuti Bhenjamini.

Genesisi 35

Genesisi 35:9-27