Genesisi 35:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vakapfuurira mberi kubva kuBheteri. Vachiri chinhambwe neEfurati, Rakeri akatanga kurwadziwa uye akatambudzika zvikuru.

Genesisi 35

Genesisi 35:9-26