Genesisi 33:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka ishe wangu ngaatungamire hake mberi kwomuranda wake, ini ndichifamba hangu zvishoma zvishoma nenhambwe dzinoenderana nezvipfuwo zviri mberi kwangu, uyewo zvinoenderana navana, kudzamara ndasvika kuna she wangu kuSeiri.”

Genesisi 33

Genesisi 33:5-19