Genesisi 33:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Jakobho akati kwaari, “Ishe wangu anoziva kuti vana vachiri vaduku uye kuti ndinofanira kuchengetedza makwai nemombe dziri kunwisa. Kana zvikanyanya kutinhwa nezuva rimwe chete, zvingazofa.

Genesisi 33

Genesisi 33:10-16