Genesisi 33:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Esau akati, “Zvino chirega ndisiye vamwe vanhu vangu newe.”Jakobho akabvunza akati, “Asi mungaitireiko izvozvo? Regai ndiwane nyasha pamberi pashe wangu bedzi.”

Genesisi 33

Genesisi 33:5-20