Genesisi 32:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka chipo chaJakobho chakatungamira mberi kwake, asi iye pachake akavata mumusasa. Nokuti akafunga akati, “Ndichamunyaradza nezvipo zvandiri kutumira mberi; pandinozomuona, zvichida achandigamuchira.”

Genesisi 32

Genesisi 32:16-22