Genesisi 32:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye murangarire kuti, ‘Muranda wenyu Jakobho ari kuuya mumashure medu.’ ” Nokuti akafunga akati, “Ndamunyaradza nezvipo zvandiri kumutumira mberi; pandinozomuona, zvichida achandigamuchira.”

Genesisi 32

Genesisi 32:17-27