Genesisi 32:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Usiku ihwohwo Jakobho akamuka akatora vakadzi vake vaviri, varandakadzi vake navanakomana vake gumi nomumwe vakayambuka pazambuko reJabhoki.

Genesisi 32

Genesisi 32:16-23