Genesisi 32:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

ini handina kufanirwa nenyasha dzenyu dzose idzi uye nokutendeka kwamakaratidza muranda wenyu. Ndakanga ndichingova netsvimbo yangu bedzi pandakayambuka Jorodhani urwu, asi zvino ndava mapoka maviri.

Genesisi 32

Genesisi 32:5-13