Genesisi 32:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndinokumbira kuti mundiponese kubva muruoko rwomukoma wangu Esau, nokuti ndinotya kuti achasvika akandiuraya, uyewo madzimai aya navana vavo.

Genesisi 32

Genesisi 32:10-18