Genesisi 32:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jakobho akanyengetera akati, “Haiwa Mwari wababa vangu Abhurahama, Mwari wababa vangu Isaka, imi Jehovha makati kwandiri, ‘Dzokera kunyika yokwako nokuhama dzako, uye ndichaita kuti ubudirire,’

Genesisi 32

Genesisi 32:4-15