Genesisi 30:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Rea akati aona kuti aguma kubereka vana, akatora murandakadzi wake Ziripa akamupa kuna Jakobho somukadzi wake.

Genesisi 30

Genesisi 30:5-13