Genesisi 30:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Rakeri akati, “Ndakava nokurwa kukuru nomukoma wangu, uye ndikakunda.” Saka akatumutumidza zita rokuti Nafutari.

Genesisi 30

Genesisi 30:1-9