Genesisi 30:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jakobho akamutsamwira akati, “Ko, ini ndiri panzvimbo yaMwari here akakuita kuti urege kuva nevana?”

Genesisi 30

Genesisi 30:1-9