Genesisi 30:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akati, “Hoyu Bhiriha, murandakadzi wangu. Vata naye kuitira kuti andiberekere vana uye kuti kubudikidza naye neni ndigovawo nemhuri.”

Genesisi 30

Genesisi 30:1-11