Genesisi 30:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Rakeri akati aona kuti akanga asingaberekeri Jakobho vana, akaitira mukoma wake godo. Saka akati kuna Jakobho, “Ndipe vana, kana zvikasadaro ndichafa!”

Genesisi 30

Genesisi 30:1-9