Genesisi 29:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akabatazve pamwe pamuviri uye paakabereka mwanakomana, akati, “Nguva ino ndicharumbidza Jehovha.” Saka akamutumidza zita rokuti Judha. Ipapo akaguma kubereka vana.

Genesisi 29

Genesisi 29:30-35