Genesisi 29:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akabatazve pamwe pamuviri uye akati abereka mwanakomana, akati, “Zvino pakupedzisira murume wangu achabatanidzwa neni, nokuti, ndamuberekera vanakomana vatatu.” Saka akamutumidza zita rokuti Revhi.

Genesisi 29

Genesisi 29:33-35