Genesisi 29:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akabatazve pamwe pamuviri, uye akati abereka mwanakomana, akati, “Nokuti Jehovha akanzwa kuti handidikanwi, akandipa uyuzve.” Saka akamutumidza kuti Simeoni.

Genesisi 29

Genesisi 29:31-35