Genesisi 30:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi iye akati kwaari, “Ko, hazvina kuringana here kuti wakanditorera murume wangu? Uchada kutorazve mamandiraki omwanakomana wangu here?” Rakeri akati, “Zvakanaka, ngaavate newe usiku huno nokuda kwamamandiraki omwanakomana wako.”

Genesisi 30

Genesisi 30:8-19