Genesisi 30:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Jakobho akati achisvika kubva kusango manheru iwayo, Rea akabuda kundomuchingamidza. Iye akati kwaari, “Unofanira kuvata neni iwe. Ndakutenga nemamandiraki omwanakomana wangu.” Saka akavata naye usiku ihwohwo.

Genesisi 30

Genesisi 30:15-20