Genesisi 30:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Panguva yokuchekwa kwegorosi, Rubheni akabuda akaenda musango akandowana mamandiraki, akauya nawo kuna mai vake Rea, Rakeri akati kuna Rea, “Ndapota dondipawo mamwe mamandiraki omwanakomana wako.”

Genesisi 30

Genesisi 30:9-22