Genesisi 3:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jehovha Mwari akati kumukadzi, “Chiiko ichi chawaita?” Mukadzi akati, “Nyoka yandinyengera, ndikadya.”

Genesisi 3

Genesisi 3:11-19