Genesisi 3:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Murume akati, “Mukadzi wamakandipa kuno kuti ave neni, ndiye andipa mumwe muchero womuti, uye ini ndikadya.”

Genesisi 3

Genesisi 3:10-15