Genesisi 3:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye iye akati, “Ndiani akuudza kuti hauna kusimira? Wadya kanhi muti wandakakurayira kuti urege kudya?”

Genesisi 3

Genesisi 3:5-12