Genesisi 3:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Jehovha Mwari akati kunyoka, “Nokuti waita izvi,“Watukwa kupfuura zvipfuwo zvose, kupfuura mhuka dzose dzesango! Uchafamba nedumbu rako uye uchadya guruva mazuva ose oupenyu hwako.

Genesisi 3

Genesisi 3:8-15