Genesisi 29:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Paakanga achiri kutaura navo, Rakeri akasvika namakwai ababa vake, nokuti akanga ari mufudzikadzi.

Genesisi 29

Genesisi 29:7-18