Genesisi 29:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jakobho akati achiona Rakeri mwanasikana waRabhani, hanzvadzi yamai vake, uye namakwai aRabhani, akaendapo akandokungurutsa ibwe kubva pamuromo wetsime ndokubva anwisa makwai asekuru vake.

Genesisi 29

Genesisi 29:8-18