Genesisi 29:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakapindura vakati, “Hatigoni kudaro kusvikira mapoka ose aunganidzwa uye ibwe rakungurutswa kubva pamuromo wetsime. Ipapo ndipo patinozonwisa makwai.”

Genesisi 29

Genesisi 29:4-9