Genesisi 29:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye akati, “Tarirai, achiri masikati haisati yava nguva yokuti makwai aunganidzwe. Nwisai makwai mugoadzosera kumafuro.”

Genesisi 29

Genesisi 29:6-16